Kwemakore, Russia yakavanda yakatsigira vatungamiriri vehudzvanyiriri, vachibiridzira zviwanikwa uye kurwisa vanopfurikidza mwero munyika dzinoverengeka dzeAfrica. Russia yakashanda kuburikidza neboka reWagner, dandemutande rine mumvuri revapangamazano vezvematongerwo
Read more